videoblogs.com
es

Ndakunzwa Kuchema Nyarara Kuchema (Cover Song) | Hill Worship Zimbabwe

Favoritos

Hill Worship Zimbabwe

Dieses Video war ein Trend in Simbabwe

Song Lyrics:

Ndakunzwaaa
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Usacheme ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Baba vanoti ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Oooh mwari vanoti ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Zvinowanikwa ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Ooh ndakunzwaaa
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Video Teilen

¿Gefällt dir Ndakunzwa Kuchema Nyarara Kuchema (Cover Song) | Hill Worship Zimbabwe? Teile es mit deinen Leuten...