videoblogs.com
es

Ndakunzwa Kuchema Nyarara Kuchema (Cover Song) | Hill Worship Zimbabwe

Favoritos

Hill Worship Zimbabwe

Este vídeo ha sido tendencia en Zimbabue

Song Lyrics:

Ndakunzwaaa
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Usacheme ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Baba vanoti ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Oooh mwari vanoti ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Zvinowanikwa ndakunzwaaa iwee
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Ooh ndakunzwaaa
(Ndakunzwa kuchema)
Nyararaa
(Nyarara kuchemaa, chingura kupenya, tambira kupona)

Compartir vídeo

¿Te gusta Ndakunzwa Kuchema Nyarara Kuchema (Cover Song) | Hill Worship Zimbabwe? Compártela con tu gente...